Isaiah 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muciʋuya kuzondiʋona, ndianiko unoreʋa iɀoɀo pamaʋoko enyu, kuti mutsike maʋazhe aŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunouya kuzozviratidza pamberi pangu, ndianiko akambokukumbirai izvi kwamuri, naikoku kutsika-tsika pavazhe dzangu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipo pamunouya kwandiri kuzonamata, ndiani chaizvo anenge achida kuti muzotsokodzere zvenyu nhandare dzangu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchiuya kuzondiona, ndianiko anoreva izvozvo pamaoko enyu, kuti mutsike mavazhe angu?
Shona 2009?
Kana muchiuya kuzondiona, ndianiko anoreva izvozvo pamaoko enyu, kuti mutsike mavazhe angu?
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchiuya kuzondiona, ndianiko anoreva izvozvo pamaoko enyu, kuti mutsike mavazhe angu?