Isaiah 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shambai, muɀinatse; bvisai ɀakaipa ɀamaɓasa enyu pamberi paŋgu; regai kuramba muciita ɀakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
shambai muzvinatse. Bvisai mabasa enyu akaipa pamberi pangu! Regai kuita zvakaipa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shambai; muzvinatse; bvisai zvakaipa zvamabasa enyu pamberi pangu; regai kuramba muchiita zvakaipa;
Shona 2009?
Shambai; muzvinatse; bvisai zvakaipa zvamabasa enyu pamberi pangu; regai kuramba muchiita zvakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Shambai; muzvinatse; bvisai zvakaipa zvamabasa enyu pamberi pangu; regai kuramba muchiita zvakaipa;