Isaiah 1:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
dzidzai kuita ɀakanaka; tȿakai kururamisira, ɓatsirai ʋanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureʋerere cirikadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dzidzai kuita zvakarurama. Tsvakai kururamisira, kurudzirai vakamanikidzwa. Dzivirirai nherera, mukumbirire chirikadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzidzai kuita zvakanaka, onai kuti kuri kutongwa zvino ruenzaniso vanodzvinyirira vanhu ngavagadziridzwe. Miririrai nherera muchireverera chirikadzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dzidzai kuita zvakanaka; tsvakai kururamisira, batsirai vanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureverere chirikadzi.”
Shona 2009?
dzidzai kuita zvakanaka; tsvakai kururamisira, batsirai vanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureverere chirikadzi."
Shona SUB 2002 Bible
dzidzai kuita zvakanaka; tsvakai kururamisira, batsirai vanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureverere chirikadzi.”