Isaiah 1:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwa ɗeŋga rose, terera iwe nyika, nokuti Jehova wakataura, aciti: Ndakarera nokukurisa ʋana, asi ʋakandimukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, “Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira.
Shona 2009?
Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, "Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, “Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira.