Isaiah 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana muciramba, mucindimukira, mucaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehova wakataura iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi kana muchiramba uye muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo.” Nokuti muromo waJehovha wazvitaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mukaramba muchipanduka, bakatwa richakutsakatisai nokuti ndini Tenzi ndazvireva nomuromo wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana muchiramba, muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo.”
Shona 2009?
asi kana muchiramba, muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo."
Shona SUB 2002 Bible
asi kana muchiramba, muchindimukira, muchaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehovha akataura izvozvo.”