Isaiah 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sirveri yako aʋa marara, waini yako yakaveŋganiswa nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sirivha yako yava nengura, waini yako yakavhenganiswa nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sirivha yako haisisina maturo, waini yako yashapiswa nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sirivha yako ava marara, waini yako yakavhenganiswa nemvura.
Shona 2009?
Sirivha yako ava marara, waini yako yakavhenganiswa nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Sirivha yako ava marara, waini yako yakavhenganiswa nemvura.