Isaiah 1:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋacanyadziswa pamsoro pemiti yemiouki yamaifarira, mucaʋa nenyadzi pamsoro peminda yamakasanaŋgura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti muchanyadziswa nokuda kwemiti yomuouki yamunoeresa, yamunofadzwa nayo; muchanyadziswa nokuda kwamapindu amakasarudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti zvokufarira mioku yokunamata zvichakunyadzisai; muchanyara namapindu enyu amakatsaura;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vachanyadziswa pamusoro pemiti yemiouki yamaifarira, muchava nenyadzi pamusoro peminda yamakasanangura.
Shona 2009?
Nokuti vachanyadziswa pamusoro pemiti yemiouki yamaifarira, muchava nenyadzi pamusoro peminda yamakasanangura.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vachanyadziswa pamusoro pemiti yemiouki yamaifarira, muchava nenyadzi pamusoro peminda yamakasanangura.