Isaiah 1:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unesimba ucaʋa sorwonzi, neɓasa rake sesasaradzi dzomŋoto; ɀose ɀiʋiri ɀicatȿa pamŋe cete, hakunauŋgaɀidzimura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume ane simba achava serwodzi nebasa rake sesasaradzi; zvose zvichatsva pamwe chete, pasina achadzima moto.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikuru yacho ichaita setsotso, basa rake richiita sakamoto kubarika. Zvose zviri zviviri zvichatsva pamwechete, pagoshaya anogona kuzvidzimura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ane simba achava sorwonzi, nebasa rake sesasaradzi dzomoto; zvose zviviri zvichatsva pamwechete, hakuna angazvidzimura.
Shona 2009?
Ane simba achava sorwonzi, nebasa rake sesasaradzi dzomoto; zvose zviviri zvichatsva pamwechete, hakuna angazvidzimura.
Shona SUB 2002 Bible
Ane simba achava setambo, nebasa rake sesasaradzi dzomoto; zvose zviviri zvichatsva pamwechete, hakuna angazvidzimura.