Isaiah 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomŋoto, nyika yenyu yopedzwa naʋatorwa imi muri’po, yaparadzwa, seɀinoparadza ʋatorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yenyu yaparadzwa, Maguta enyu apiswa nomoto; minda yenyu iri kutorwa navatorwa pamberi penyu chaipo, nyika yaparadzwa sapanoparadza vatorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yenyu yangova nyikawo zvayo maguta enyu aririmiswa nomoto nyika yenyu yarozvwa namabvakure, yangova nyika sokunge yakurirwa namabvakure imi makatarisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomoto, nyika yenyu yopedzwa navatorwa imi muripo, yaparadzwa, sezvinoparadza vatorwa.
Shona 2009?
Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomoto, nyika yenyu yopedzwa navatorwa imwi muripo, yaparadzwa, sezvinoparadza vatorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yenyu yaparadzwa, maguta enyu apiswa nomoto, nyika yenyu yopedzwa navatorwa imi muripo, yaparadzwa, sezvinoparadza vatorwa.