Isaiah 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ruʋoko rwaŋgu rwakawana fuma yamarudzi aʋanhu seɗendere; ndakaʋuŋganidza nyika yose, somunhu unoʋuŋganidza mazai akasiyiwa; hapana‐wakapfakanyisa ɓapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvinoita munhu anosvasvavira mudendere, saizvozvo ruoko rwangu rwakananavira pfuma yamarudzi; savarume vanounganidza mazai akasiyiwa, saizvozvo ndakaunganidza nyika dzose; hakuna yakapfakanyisa bapiro, kana kushamisa muromo wayo kuti irire.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakawana upfumi hwendudzi dzavanhu sezvinongoita ruoko runenge rwawana dendere reshiri, uye sezvinongoita vanhu kuunganidza mazai akaramwiwa, ndokukukucha zvangu kwandakaita nyika. Hapana akambosimudza bapiro kana kushama muromo kana kuti chwe-e.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ruoko rwangu rwakawana pfuma yamarudzi avanhu sedendere; ndakaunganidza nyika yose, somunhu anounganidza mazai akasiyiwa; hapana akapfakanyisa bapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira.”
Shona 2009?
ruoko rwangu rwakawana fuma yamarudzi avanhu sedendere; ndakaunganidza nyika yose, somunhu anounganidza mazai akasiyiwa; hapana akapfakanyisa bapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira."
Shona SUB 2002 Bible
ruoko rwangu rwakawana pfuma yamarudzi avanhu sedendere; ndakaunganidza nyika yose, somunhu anounganidza mazai akasiyiwa; hapana akapfakanyisa bapiro, kana kushamisa muromo, kana kurira.”