Isaiah 10:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Miti yakasara yeɗondo rake icaʋa mishoma, iŋganyorwa nomŋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye miti yakasara yamasango ake ichava mishoma kwazvo, zvokuti mwana angagona kuinyora pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Miti yemasango ake ichasara yava mishoma zvokuti mwana muduku angatogonawo kuiverenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana.
Shona 2009?
Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana.
Shona SUB 2002 Bible
Miti yakasara yedondo rake ichava mishoma, inganyorwa nomwana.