Isaiah 10:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋadziʋise ʋarombo pakururamisirwa, nokutorera ʋarombo ʋaʋanhu ʋaŋgu ɀaʋanofanira kuʋa naɀo, kuti ʋapambe cirikadzi, ʋatorere nherera ɀinhu ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vadzivise varombo kodzero dzavo uye vadzivise kururamisirwa kwavakadzvinyirirwa vavanhu vangu, vachipamba chirikadzi uye vachibira nherera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vatadzise vasina chavanacho kuwana ruenzaniso, vachipamba varombo muvanhu vangu zvinhu zvavanofanira kuti vawane uye kuti vapambe chirikadzi nokutorera nherera zvinhu zvadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vadzivise varombo pakururamisirwa, nokutorera varombo vavanhu vangu zvavanofanira kuva nazvo, kuti vapambe chirikadzi, vatorere nherera zvinhu zvavo.
Shona 2009?
kuti vadzivise varombo pakururamisirwa, nokutorera varombo vavanhu vangu zvavanofanira kuva nazvo, kuti vapambe chirikadzi, vatorere nherera zvinhu zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vadzivise varombo pakururamisirwa, nokutorera varombo vavanhu vangu zvavanofanira kuva nazvo, kuti vapambe chirikadzi, vatorere nherera zvinhu zvavo.