Isaiah 10:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Ishe, Jehova wehondo, ucapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemŋa, panyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe, Jehovha Wamasimba Ose achapedzisa kuparadzwa kwakatemerwa nyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi Mwari wehondo achanyatsopedza kuita zvaakatema mukati menyika yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Ishe, Jehovha wehondo, achapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemwa, panyika yose.
Shona 2009?
Nokuti Ishe, Jehovha wehondo, achapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemwa, panyika yose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Ishe, Jehovha wehondo, achapedzisa kuparadza, kwakagara kwatemwa, panyika yose.