Isaiah 10:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro mutoro wake ucabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko ricaparadzwa nokuɗa kwamafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro mitoro yavo ichabviswa pamapfudzi enyu, nejoko ravo pamitsipa yenyu; joko richavhuniwa, nokuti manyanya kufuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro mutoro wake uchabviswa pamapfudzi ako; joko rake richatyorwa rigobviswa pamutsipa penyu.” Asiria yakakwidza achibva kuRimoni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro mutoro wake uchabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko richaparadzwa nokuda kwamafuta.”
Shona 2009?
Zvino nezuva iro mutoro wake uchabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko richaparadzwa nokuda kwamafuta."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro mutoro wake uchabviswa pamafudzi ako, nejoko rake pamutsipa wako, joko richaparadzwa nokuda kwamafuta.”