Isaiah 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Karno harinakuitirwa ɀakaitirwa Karkemishi here? NeHamati seArpadi here? NeSamaria seDamasko here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Karino harina kuita sezvakaita Karikemishi here? Ko, Hamati harina kufanana neAripadhi, uye Samaria harina kufanana neDhamasiko here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reKarino harina kuitwa zvakaitwa neKarishemeshi here? Ko Hamati harina kuitwa zvakaitwa neAripadhi here? Ko Samaria harina kuita zvakaitwa neDhamasikusi here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Karino harina kuitirwa zvakaitirwa Karikemishi here? NeHamati seAripadhi here? NeSamaria seDhamasiko here?
Shona 2009?
Ko Karino harina kuitirwa zvakaitirwa Karikemishi here? NeHamati seAripadhi here? NeSamaria seDhamasiko here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko Karino harina kuitirwa zvakaitirwa Kakemishi here? NeHamati seApadhi here? NeSamaria seDhamasikosi here?