Isaiah 11:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pahunde yaJese pacaɓuɗa ɓukira, ɗaʋi, rinoɓuɗa pamidzi yake, ricaɓereka ɀiɓereko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bukira richabva kudzinde raJese; Davi rinobva pamidzi yake richabereka muchero.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo pachigutsa chokwaJese pachatungira nhungirwa, bukira richamera pamidzi yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pahunde yaJese pachabuda bukira, davi, rinobuda pamidzi yake, richabereka zvibereko.
Shona 2009?
Zvino pahunde yaJese pachabuda bukira, davi, rinobuda pamidzi yake, richabereka zvibereko.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pahunde yaJese pachabuda bukira, davi, rinobuda pamidzi yake, richabereka zvibereko.