Isaiah 11:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋacabururukira pamsoro pamafudzi aʋaFiristia kumaʋirazuʋa, ʋacapambara pamŋe cete ʋana ʋamabvazuʋa; ʋacatambanudzira maʋoko aʋo kuʋaEdomi naʋaMoabi, naʋana ʋaAmoni ʋacaʋaterera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vachawira pamusoro pamateru eFiristia kumavirazuva; pamwe chete vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachatora Edomu neMoabhu, uye vaAmoni vachava varanda vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi vachatoita chirwirangwe kurwisa vaFirisitia kumadokera uye pamwechete, vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachaita mubatirapamwe kurwisa Edhomu neMoabhu, vaAmoni vachavateerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vachabhururukira pamusoro pamafudzi avaFirisitia kumavirazuva, vachapambara pamwechete vana vamabvazuva; vachatambanudzira maoko avo kuvaEdhomu navaMoabhi, navana vaAmoni vachavateerera.
Shona 2009?
Asi vachabhururukira pamusoro pamafudzi avaFirisitia kumavirazuva, vachapambara pamwechete vana vamabvazuva; vachatambanudzira maoko avo kuvaEdhomu navaMoabhi, navana vaAmoni vachavateerera.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vachabhururukira pamusoro pamafudzi avaFirisitia kumavirazuva, vachapambara pamwechete vana vamabvazuva; vachatambanudzira maoko avo kuvaEdhomu navaMoabhu, navana vaAmoni vachavateerera.