Isaiah 11:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋake ʋakasara, ʋakasara Asiria, ʋacaʋa nenzira huru; seɀaɀakaitirwa Israeri nezuʋa raʋakaɓuɗa munyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pachava nomugwagwa wavanhu vake vakasara, vakasiyiwa kubva kuAsiria, sezvazvakanga zviri kuvaIsraeri pavakabva kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pachava nomugwagwa mukuru unobva kuAsiria, wokuitira chitsama chavanhu vake vakasara sewakaitirwa vaIsiraeri pavakabuda vachibva kunyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vake vakasara, vakasara Asiria, vachava nenzira huru; sezvazvakaitirwa Isiraeri nezuva ravakabuda munyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Vanhu vake vakasara, vakasara Asiria, vachava nenzira huru; sezvazvakaitirwa Isiraeri nezuva ravakabuda munyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vake vakasara, vakasara Asiria, vachava nenzira huru; sezvazvakaitirwa Isiraeri nezuva ravakabuda munyika yeIjipiti.