Isaiah 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waJehova ucagara pamsoro pake, mŋeya wenjere nowokuŋgwara, mŋeya wamano nesimba, mŋeya wokuziʋa nokutya Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokunzwisisa mweya wamano nowesimba, mweya wokuziva nowokutya Jehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya waTenzi uchagara paari Mweya woungwaru newokunzwisisa Mweya unopa zano newesimba Mweya woruzivo newokutya Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokungwara, mweya wamano nesimba, mweya wokuziva nokutya Jehovha.
Shona 2009?
Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokungwara, mweya wamano nesimba, mweya wokuziva nokutya Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokungwara, mweya wamano nesimba, mweya wokuziva nokutya Jehovha.