Isaiah 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mufaro wake ucaʋa pakutya Jehova; haaŋgatoŋgi nokuŋgoʋona nameso ɓedzi, kana kupa mhoȿa nokuŋgonzwa nenzeʋe dzake ɓedzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye achafarira kutya Jehovha. Haazotongi nezvaanoona nameso ake, kana kutonga nezvaanonzwa nenzeve dzake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokutya Tenzi ndozvaanofarira. Haatonge nezvaanoona nameso chete kana kutevedza zvaanonzwa nenzeve
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mufaro wake uchava pakutya Jehovha; haangatongi nokungoona nameso bedzi, kana kupa mhosva nokungonzwa nenzeve dzake bedzi;
Shona 2009?
Mufaro wake uchava pakutya Jehovha; haangatongi nokungoona nameso bedzi, kana kupa mhosva nokungonzwa nenzeve dzake bedzi;
Shona SUB 2002 Bible
Mufaro wake uchava pakutya Jehovha; haangatongi nokungoona nameso bedzi, kana kupa mhosva nokungonzwa nenzeve dzake bedzi;