Isaiah 11:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ucatoŋgera ʋarombo nokururama, ucatambira ʋanyoro ʋenyika mhaka dzaʋo ɀakarurama; ucaroʋa nyika neshamhu yomuromo wake, ucaʋuraya ʋakaipa nomŋeya wemiromo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi nokururama achatongera varombo, nokururamisira achatongera vanyoro vapanyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake; Nokufema kwemiromo yake achauraya vakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi kuti achatonga varombo zvakarurama achipipirira vatamburi vepanyika uye nyika achairova neshamhu yomuromo wake nefemo romuromo wake anopfuudza vakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi achatongera varombo nokururama, achatambira vanyoro venyika mhaka dzavo zvakarurama; acharova nyika neshamhu yomuromo wake, achavauraya vakaipa nomweya wemiromo yake.
Shona 2009?
asi achatongera varombo nokururama, achatambira vanyoro venyika mhaka dzavo zvakarurama; acharova nyika neshamhu yomuromo wake, achavauraya vakaipa nomweya wemiromo yake.
Shona SUB 2002 Bible
asi achatongera varombo nokururama, achatambira vanyoro venyika mhaka dzavo zvakarurama; acharova nyika neshamhu yomuromo wake, achavauraya vakaipa nomweya wemiromo yake.