Isaiah 11:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhou neɓere ɀicacera; ʋana ʋadzo ʋacaʋata pamŋe cete; shumba icadya ʋuswa senzombe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhou ichafura nebere, vana vazvo vachavata pasi pamwe chete, uye shumba ichadya uswa senzombe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhou nebere zvichatofura pamwechete vana vazvo vachirara zvavo pamwechete, shumba ichafura sora semombe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhou nebere zvichafura; vana vadzo vachavata pamwechete; shumba ichadya uswa senzombe.
Shona 2009?
Mhou nebere zvichafura; vana vadzo vachavata pamwechete; shumba ichadya uswa senzombe.
Shona SUB 2002 Bible
Mhou nebheya zvichafura; vana vadzo vachavata pamwechete; shumba ichadya uswa senzombe.