Isaiah 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ucati: Ndinokuʋoŋgai Jehova; makaŋga makanditsamŋira, asi kutsamŋa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro muchati, “Ndichakurumbidzai imi Jehovha, kunyange makanga makanditsamwira, kutsamwa kwenyu kwakadzorwa uye makandinyaradza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro uchati, “Ndinokuvongai Jehovha; makanga makanditsamwira, asi kutsamwa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.
Shona 2009?
Nezuva iro uchati, "Ndinokuvongai Jehovha; makanga makanditsamwira, asi kutsamwa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro uchati, “Ndinokuvongai Jehovha; makanga makanditsamwira, asi kutsamwa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.