Isaiah 12:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, Mŋari ndiye ruponeso rwaŋgu; ndicaʋimba naye, handiŋgatyi; nokuti Jehova, iye Jehova, ndiye simba raŋgu norwiyo rwaŋgu; iye waʋa ruponeso rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye uye handingatyi. Jehovha, Jehovha ndiye simba rangu nerwiyo rwangu; ava ruponeso rwangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisai muone, kuti Mwari ndiye ruponeso rwangu, ndinovimba naye handichatyi nokuti iye Tenzi Mwari, ndiye simba rangu, ndiye rumbo rwangu ndiye ava ruponeso rwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu.”
Shona 2009?
Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu."
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu.”