Isaiah 12:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro mucati: Ʋoŋgai Jehova, paridzai zita rake, ziʋisai maɓasa ake pakati paʋanhu, muʋudze ʋanhu kuti zita rake rinokudziwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro muchati, “Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai zvaakaita pakati pendudzi, uye muparidze kuti zita rake risimudzirwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro muchati, “Ngatitendei Tenzi tidaidze zita rake tiparidze mabasa ake kumarudzi avanhu tichivazivisa kuti zita rake izita romukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro muchati, “Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa.
Shona 2009?
Zvino nezuva iro muchati, "Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro muchati, “Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa.