Isaiah 12:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imbirai Jehova; nokuti wakaita ɀinhu ɀakaiȿo‐naka; iɀi ŋgaɀizikanwe panyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imbirai Jehovha, nokuti akaita zvinhu zvinoshamisa; izvi ngazvizivikanwe pasi pose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ngatirumbidzei Tenzi nokuti akaita zvinoshamisa, pasi pose ngapazvizive.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka-naka; izvi ngazvizikanwe panyika yose.
Shona 2009?
"Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka-naka; izvi ngazvizikamwe panyika yose.
Shona SUB 2002 Bible
“Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka–naka; izvi ngazvizikanwe panyika yose.