Isaiah 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌanidzira upururudze, iwe ugere paZioni; nokuti Mutȿene waIsraeri mukuru pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pururudzai uye muimbe nomufaro, imi vanhu veZioni, nokuti Mutsvene waIsraeri mukuru pakati penyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pururudzai muchiimba norufaro imi vagari veZioni nokuti Anoera weIsiraeri ari pakati pedu mukuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Danidzira upururudze, iwe ugere paZioni; nokuti Mutsvene waIsiraeri mukuru pakati penyu.”
Shona 2009?
Danidzira upururudze, iwe ugere paZiyoni; nokuti Mutsvene waIsiraeri mukuru pakati penyu."
Shona SUB 2002 Bible
Danidzira upururudze, iwe ugere paZioni; nokuti Mutsvene waIsiraeri mukuru pakati penyu.”