Isaiah 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ndicaʋaita ʋashoma kupfuʋura ndarama yakaiȿo‐naka, iye munhu kupfuʋura ndarama tȿene yeOfiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti munhu ashayikwe kudarika goridhe, ashayikwe kudarika kushayikwa kwegoridhe reOfiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vanhu vave vashoma kupinda ndarama yakanyatsokwenenzverwa. Kuwana vanhu kunenge kwotonetsa kupinda kuwana chidimu chendarama yokuOfiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu ndichavaita vashoma kupfuura ndarama yakaisvonaka, iye munhu kupfuura ndarama tsvene yeOfiri.
Shona 2009?
Vanhu ndichavaita vashoma kupfuura ndarama yakaisvonaka, iye munhu kupfuura ndarama tsvene yeOfiri.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu ndichavaita vashoma kupfuura ndarama yakaisvonaka, iye munhu kupfuura ndarama tsvene yeOfiri.