Isaiah 13:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino semhara inovimŋa, ʋuye seɀipfuwo ɀisina‐unoɀiʋuŋganidza, saiɀoɀo munhu mumŋe nomumŋe ucadzokera kurudzi rwake, mumŋe nomumŋe ucatizira kunyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Semhara inovhimwa, samakwai asina mufudzi, mumwe nomumwe achadzokera kuvanhu vokwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Semhara iri kudzingirirwa kana kuti sehwai dzisina anodzikokorodza mumwe nomumwe achaenda kuvanhu vokwake munhu achitizira kunyika yokwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino semhara inovhimwa, uye sezvipfuwo zvisina unozviunganidza, saizvozvo munhu mumwe nomumwe achadzokera kurudzi rwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake.
Shona 2009?
Zvino semhara inovhimwa, uye sezvipfuwo zvisina unozviunganidza, saizvozvo munhu mumwe nomumwe achadzokera kurudzi rwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino semhara inovhimwa, uye sezvipfuwo zvisina unozviunganidza, saizvozvo munhu mumwe nomumwe achadzokera kurudzi rwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake.