Isaiah 13:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe unowanikwa, ucaɓayiwa; mumŋe nomumŋe unoɓatwa, ucaʋurawa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe achabatwa achabayiwa, vose vanobatwa vachaurayiwa nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anenge angowanikwa anobayiwa anenge angobatwa anofa nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe anowanikwa, achabayiwa; mumwe nomumwe anobatwa, achaurawa nomunondo.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe anowanikwa, achabayiwa; mumwe nomumwe anobatwa, achaurawa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe anowanikwa, achabayiwa; mumwe nomumwe anobatwa, achaurayiwa nomunondo.