Isaiah 13:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacece ʋaʋo ʋacaroʋerwa pasi pamberi paʋo, dzimba dzaʋo dzicapambga, ʋakadzi ʋaʋo ʋacacinyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vacheche vavo vacharoverwa pasi vagobvamburwa-bvamburwa vachizviona; dzimba dzavo dzichapambwa uye vakadzi vavo vachachinyiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pwere dzavo dzichapwashurwa vakatarisa dzimba dzavo dzichipambwa vakadzi vavo vachibhinywa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vacheche vavo vacharoverwa pasi pamberi pavo, dzimba dzavo dzichapambwa, vakadzi vavo vachachinyiwa.
Shona 2009?
Vacheche vavo vacharoverwa pasi pamberi pavo, dzimba dzavo dzichapambwa, vakadzi vavo vachachinyiwa.,
Shona SUB 2002 Bible
Vacheche vavo vacharoverwa pasi pamberi pavo, dzimba dzavo dzichapambwa, vakadzi vavo vachachinyiwa.