Isaiah 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicaʋamutsira ʋaMedia, ʋasiŋgaraŋgariri sirveri, kunyaŋge ndarama haʋaifariri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, ndichavamutsira vaMedhia vasina hanya nesirivha, uye vasingafariri goridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chionai ndavakuvamutsira vaMidhia vasina hanya nesirivha kana kufarira zvendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndichavamutsira vaMedhia, vasingarangariri sirivha, kunyange ndarama havaifariri.
Shona 2009?
Tarirai, ndichavamutsira vaMedhia, vasingarangariri sirivha, kunyange ndarama havaifariri.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndichavamutsira vaMedhia, vasingarangariri sirivha, kunyangwe ndarama havaifariri.