Isaiah 13:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapere acarira munhare dzaʋo, namakaʋa mudzimba dzamadzimambo dzaifadza; ŋguʋa yaro yasweɗera pedyo, mazuʋa aro haaŋgawedzerwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapere achachema ari munhare dzavo, makava mudzimba dzavo dzinoyevedza dzamadzimambo. Nguva yake yaswedera, uye mazuva aro haazowedzerwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapere acharidza zvawo huwi munharire dzavo namakava achihukura, mumizinda yavo inoyevedza. Nguva yaro yatosvika mazuva acho zvemberengera hapasisina.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapere acharira munhare dzavo, namakava mudzimba dzamadzimambo dzaifadza; nguva yaro yaswedera pedyo, mazuva aro haangawedzerwi.
Shona 2009?
Mapere acharira munhare dzavo, namakava mudzimba dzamadzimambo dzaifadza; nguva yaro yaswedera pedo, mazuva aro haangawedzerwi.
Shona SUB 2002 Bible
Mapere acharira munhare dzavo, namakava mudzimba dzamadzimambo dzaifadza; nguva yaro yaswedera pedyo, mazuva aro haangawedzerwi.