Isaiah 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai kutinhira pamakomo, kwakaita sokwaʋanhu ʋazhinji! Kutinhira kweʋuŋgano dzoʋushe bgamarudzi akaʋuŋgana pamŋe cete! Jehova wehondo wogadzira hondo kundorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai, kutinhira pamusoro pamakomo, kwakafanana nokwavanhu vazhinji zhinji! Inzwai, mheremhere pakati poumambo, sendudzi dziri kuungana pamwe chete! Jehovha Wamasimba Ose ari kugadzirira mauto kundorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Herwo ruzha rwemhomho yavanhu pamakomo runenge rwegurumwandira chairo ravanhu! Hero bongozozo redzinyika, rwamarudzi ari kukokorodzana pamwechete! Tenzi wehondo nehondo ari kuunganidza hondo yavarwi yokurwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai kutinhira pamakomo, kwakaita sokwavanhu vazhinji! Kutinhira kweungano dzoushe kwamarudzi akaungana pamwechete! Jehovha wehondo wogadzira hondo kundorwa.
Shona 2009?
Inzwai kutinhira pamakomo, kwakaita sokwavanhu vazhinji Kutinhira kweungano dzoushe kwamarudzi akaungana pamwechete! Jehovha wehondo wogadzira hondo kundorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai kutinhira pamakomo, kwakaita sokwavanhu vazhinji! Kutinhira kweungano dzoushe kwamarudzi akaungana pamwechete! Jehovha wehondo wogadzira hondo kundorwa.