Isaiah 13:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanobva kunyika iri kure, kumugumo weɗeŋga, iye Jehova nenhumbi dzake dzokurwa dzeshuŋgu dzake, kuti aparadze nyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanobva kunyika dziri kure, kubva kumagumo amatenga, Jehovha nezvombo zvokutsamwa kwake, kuti aparadze nyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanobva kunyika iri kure uko, vachibva kwakaperera denga chaiko, Tenzi nezvombo zvake zvehondo zvokushatirwa kwaakaita kuzoparadza nyika yose zvayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanobva kunyika iri kure, kumugumo wedenga, iye Jehovha nenhumbi dzake dzokurwa dzeshungu dzake, kuti aparadze nyika yose.
Shona 2009?
Vanobva kunyika iri kure, kumugumo wedenga, iye Jehovha nenhumbi dzake dzokurwa dzeshungu dzake, kuti aparadze nyika yose.
Shona SUB 2002 Bible
Vanobva kunyika iri kure, kumugumo wedenga, iye Jehovha nenhumbi dzake dzokurwa dzeshungu dzake, kuti aparadze nyika yose.