Isaiah 13:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacavunduka; ʋacaɓatwa nokurwadziwa namaɗambudziko; ʋacarwadziwa somukadzi unosurumuka; ʋacatarirana ʋacishamiswa; ɀiso ɀaʋo ɀicafanana neɀiso ɀomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutya kuchavabata, kurwadziwa nokugomera zvichavabata, vachamonyoroka somukadzi ari kusununguka. Vachatarisana vachishamisika mumwe nomumwe wavo, zviso zvavo zvichipfuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvichivakanhamisa. Vachabatwa nokurwadziwa zvokutodemba, vacharwadziwa somukadzi ari pakusununguka. Vachangoti nde-e kutarisana vazvishayira pazvo zviso zvavo zvichidikitira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachavhunduka; vachabatwa nokurwadziwa namadambudziko; vacharwadziwa somukadzi anosununguka; vachatarisana vachashamiswa; zviso zvavo zvichafanana nezviso zvomoto.
Shona 2009?
vachavhunduka; vachabatwa nokurwadziwa namatambudziko; vacharwadziwa somukadzi anosununguka; vachatarisana vachashamiswa; zviso zvavo zvichafanana nezviso zvomoto.
Shona SUB 2002 Bible
vachavhunduka; vachabatwa nokurwadziwa namatambudziko; vacharwadziwa somukadzi anosununguka; vachatarisana vachashamiswa; zviso zvavo zvichafanana nezviso zvomoto.