Isaiah 13:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, zuʋa reJehova rinoʋuya, rinotyisa, rinehasha nokutsamŋa kukuru, kuti ashandure nyika riite ɗoŋgo, nokuparadza ʋatadzi ʋayo ʋabve’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai zuva raJehovha riri kuuya, zuva rakaipisisa, rine hasha nokutsamwa kunotyisa, kuti nyika ive dongo uye nokuzoparadza vatadzi vari mukati mayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hero Zuva raTenzi rouya! Zuva routsinye nokutsamwa nerehasha dzinotyisa rokusiya nyika yava renje nokuparadza vatadzi mairi;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, zuva raJehovha rinouya, rinotyisa, rine hasha nokutsamwa kukuru, kuti ashandure nyika riite dongo, nokuparadza vatadzi vayo vabvemo.
Shona 2009?
Tarirai, zuva raJehovha rinouya, rinotyisa, rine hasha nokutsamwa kukuru, kuti ashandure nyika iite dongo, nokuparadza vatadzi vayo vabvemo.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, zuva raJehovha rinouya, rinotyisa, rine hasha nokutsamwa kukuru, kuti ashandure nyika riite dongo, nokuparadza vatadzi vayo vabvemo.