Isaiah 14:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova ucanzwira Jakobo tsitsi, ucasanaŋgura Israeri nokuʋagadza munyika yaʋo; mutorwa ucandogara naʋo, ʋacanamatira imba yaJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi; achasarudza Israeri zvakare uye achavagarisa munyika yavo. Vatorwa vachabatana navo vachanamatirana neimba yaJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi achanzwira Jakobho ngoni achisarudzazve Isiraeri uye achavaita kuti vagare munyika mavo, vatorwa vachazobatana navo kugaramo vagoti kwati kwati kune vemba yaJakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi, achasanangura Isaraeri nokuvagadza munyika yavo; mutorwa achandogara navo, vachanamatira imba yaJakobho.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi, achasanangura Isaraeri nokuvagadza munyika yavo; mutorwa achandogara navo, vachanamatira imba yaJakobho.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi, achasanangura Isaraeri nokuvagadza munyika yavo; mutorwa achandogara navo, vachanamatira imba yaJakobho.