Isaiah 14:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɀikudza kwako kwaɗeredzwa kuȿikira paSheori, nokurira kwoʋuɗimbga bgako; honye dziri pasi pako, nehonye dzinokufukidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzvikudza kwako kwose kwaderedzwa kusvika muguva, pamwe chete nokurira kworudimbwa rwako; honye dzawarirwa pasi pako uye makonye anokufukidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuenda mbiri kwako nomutinhimira wemadimbwa ako zvachinzi pasi mbombombo, munzvimbo yevachakabvu, zvidukutse ndizvo zvava bonde rako, poworara honye ndodzava gumbeze rako.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kuzvikudza kwako kwaderedzwa kusvikira paSheori, nokurira kwoudimbwa hwako; honye dziri pasi pako, nehonye dzinokufukidza.
Shona 2009?
"Kuzvikudza kwako kwaderedzwa kusvikira paSheori, nokurira koudimbwa hwako; honye dziri pasi pako, nehonye dzinokufukidza.
Shona SUB 2002 Bible
“Kuzvikudza kwako kwaderedzwa kusvikira paSheori, nokurira kwoudimbwa hwako; honye dziri pasi pako, nehonye dzinokufukidza.