Isaiah 14:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, wawa seiko ucibva kuɗeŋga, iwe nyamasase, iwe mŋanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, wawa seiko, uchibva kudenga, iwe nyamasase yamangwanani, mwanakomana wamambakwedza! Wakakandwa panyika, iyewe wakambowisira ndudzi pasi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvakuvingaka! Kutotozomoka mudenga kudai, iwe Nyamatsatsi, hweva yamangwanani zvauya sei kuti unzi pasi rikiti, iyewe waimbombomesa ndudzi dzavanhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haiwa, wawa seiko uchibva kudenga, iwe nyamasase, iwe mwanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!
Shona 2009?
"Haiwa, wawa seiko uchibva kudenga, iwe nyamasase, iwe mwanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!
Shona SUB 2002 Bible
“Haiwa, wawa seiko uchibva kudenga, iwe nyamasase, iwe mwanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!