Isaiah 14:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanokuʋona ʋacakucerekedza, ʋacakutarira, ʋaciti: Ko uyu ndiye munhu waiɗeɗeresa nyika, waizunuŋgusa ʋushe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vanokuona vanokunan'anidza, vachafungisisa zvamagumo ako vachiti, “Ndiye here murume uya akazungunutsa nyika, akadederesa ushe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, ‘Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe;
Shona 2009?
"Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, `Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe;
Shona SUB 2002 Bible
“Vanokuona vachakucherechedza, vachakutarira, vachiti, ‘Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe;