Isaiah 14:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauŋgaʋigwi pamŋe cete naʋo, nokuti wakaparadza nyika yako, ʋakaʋuraya ʋanhu ʋako; ʋana ʋaʋakaipa haʋaŋgarebgi nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hauzobatani navo pakuvigwa kwako, nokuti wakaparadza nyika yako ukauraya vanhu vako. Vana vowakaipa havazotaurwi nezvavozve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hauzi kuzovigwa sezvavakaitwa pamusana pokuti wakaparadza nyika yako ukauraya vanhu vako. Zvizvarwa zvevaiti vezvakaipa ngazvirege kana kuzombodomwa zita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haungavigwi pamwechete navo, nokuti wakaparadza nyika yako, vakauraya vanhu vako; vana vavakaipa havangarehwi nokusingaperi.
Shona 2009?
Haungavigwi pamwechete navo, nokuti wakaparadza nyika yako, vakauraya vanhu vako; vana vavakaipa havangarehwi nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Haungavigwi pamwechete navo, nokuti wakaparadza nyika yako, vakauraya vanhu vako; vana vavakaipa havangarehwi nokusingaperi.