Isaiah 14:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gadzirirai ʋana ʋake paʋaŋgaʋurawa nokuɗa kwokushata kwamadziɓaɓa aʋo; ʋarege kuzomuka, ʋagare nhaka yenyika, ʋazadze pasi pose namaguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gadzirirai nzvimbo yokuurayira vanakomana vake nokuda kwezvivi zvamadzitateguru avo; havazosimuki kuti vagare nhaka yenyika vagozadza nyika namaguta avo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gadzirirai kuuraya vanakomana vake pamusana pemhosva dzamadzibaba avo, vangadaro vakamukira nyika vakaiita yavo vakazadza pasi pano pose namaguta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gadzirirai vana vake pavangaurawa nokuda kwokushata kwamadzibaba avo; varege kuzomuka, vagare nhaka yenyika, vazadze pasi pose namaguta.”
Shona 2009?
Gadzirirai vana vake pavangaurawa nokuda kokushata kwamadzibaba avo; varege kuzomuka, vagare nhaka yenyika, vazadze pasi pose namaguta."
Shona SUB 2002 Bible
Gadzirirai vana vake pavangaurayiwa nokuda kwokushata kwamadzibaba avo; varege kuzomuka, vagare nhaka yenyika, vazadze pasi pose namaguta.”