Isaiah 14:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo: Ndicaʋamukira, ndicatorera Babironi zita naʋakasara, naʋana naʋana ʋaʋana, ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichavamukira ini,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Ndichabvisa zita rake navakasara vake kubva kuBhabhironi, vana vake navana vavana vake,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, “Ndichavamukira ndigotsakatisa muBhabhironi zita nechitsama chacho chakasara, mwana wose zvake nechizukuru chose, ndizvo zviri kurehwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha wehondo, “Ndichavamukira, ndichatorera Bhabhironi zita navakasara, navana, navana vavana, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha wehondo, "Ndichavamukira, ndichatorera Bhabhironi zita navakasara, navana, navana vavana, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha wehondo, “Ndichavamukira, ndichatorera Bhabhironi zita navakasara, navana, navana vevana, ndizvo zvinotaura Jehovha.