Isaiah 14:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wehondo wakapika, aciti: Ɀirokwaɀo, seɀandakafuŋga, ndiɀo ɀaɀicaitika; seɀandakaraŋgarira, ɀicamira saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Wamasimba Ose akapika, achiti, “Zvirokwazo sezvandakafunga ndizvo zvichaitika, uye sezvandakarangarira ndizvo zvichaitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi wehondo nehondo apika achiti, “Zvandakaronga ndizvo zvichaitika izvozvo uye zvandakati zvinoitwa ndizvo zvinoitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wehondo akapika, achiti, “Zvirokwazvo, sezvandakafunga, ndizvo zvichaitika; sezvandakarangarira, zvichamira saizvozvo.
Shona 2009?
Jehovha wehondo akapika, achiti, "Zvirokwazvo, sezvandakafunga, ndizvo zvichaitika; sezvandakarangarira, zvichamira saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha wehondo akapika, achiti, “Zvirokwazvo, sezvandakafunga, ndizvo zvichaitika; sezvandakarangarira, zvichamira saizvozvo.