Isaiah 14:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe nyika yeFiristia, iwe nyika yose, usafara ɀako nokuti shamhu yakaŋga yakuroʋa yavunika; nokuti pamudzi wenyoka pacaɓuɗa mvumbi, ciɓereko cayo cicaʋa nyoka yomŋoto inobururuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musafara imi mose vaFiristia, muchiti shamhu yakakurovai imi, yavhunika; nokuti kubva pamudzi wenyoka iyo pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka ino uturu hunobaya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Musafare zvenyu vaFirisitia, mose zvenyu muchiti shamhu yaitirova yakatyoka nokuti panzvimbo penyokawo zvayo pava kubuda chiva, vana vacho vachava nyoka dzinobhururuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose, usafara zvako nokuti shamhu yakanga yakurova yavhunika; nokuti pamudzi wenyoka pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka yomoto inoburuka.
Shona 2009?
"Iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose, usafara zvako nokuti shamhu yakanga yakurova yavhunika; nokuti pamudzi wenyoka pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka yomoto inoburuka.
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose, usafara zvako nokuti shamhu yakanga yakurova yavhunika; nokuti pamudzi wenyoka pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka yomoto inoburuka.