Isaiah 14:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro kana Jehova acikuzorodza pakucema kwako napakutambudzika kwako, napakuɓata kwako kunorema kwawakaɓatiswa nako,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva ramuchapiwa rusununguko naJehovha kubva pakutambudzika, nokusagadzikana, nokubatwa noutsinye,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi paachakuzorodzai kumarwadzo enyu nomupfumvu yenyu nepabasa rakaomarara ramaishandiswa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro kana Jehovha achikuzorodza pakuchema kwako napakutambudzika kwako, napakubata kwako kunorema kwawakabatiswa nako,
Shona 2009?
Zvino nezuva iro kana Jehovha achikuzorodza pakuchema kwako napakutambudzika kwako, napakubata kwako kunorema kwawakabatiswa nako,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro kana Jehovha achikuzorodza pakuchema kwako napakutambudzika kwako, napakubata kwako kunorema kwawakabatiswa nako,