Isaiah 14:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cema, iwe suʋo; ɗanidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFiristia, iwe nyika yose; nokuti kurutiʋi rwokumsoro kunobva ʋutsi, hapana‐unotiza pahondo dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungudza iwe suo! Chema, iwe guta! Nyungudukai, imi vaFiristia mose! Gore routsi riri kuuya richibva kumusoro, uye hapana achatiza pasimba raro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe suo guru hwihwidza kuchema, iwe guta chema. Gwambai nokutya imi vaFirisitia, gwambai imi mose zvenyu. Nokuti kuri kuuya utsi huchibva kuchamhembe muhondo yake imomo hamuna mbwende.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Chema, iwe suo; danidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose; nokuti kurutivi rwokumusoro kunobva utsi, hapana anotiza pahondo dzake.”
Shona 2009?
"Chema, iwe suo; danidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose; nokuti kurutivi rwokumusoro kunobva utsi, hapana anotiza pahondo dzake."
Shona SUB 2002 Bible
“Chema, iwe suwo; danidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose; nokuti kurutivi rwokumusoro kunobva utsi, hapana anotiza pahondo dzake.”