Isaiah 14:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nhume dzorudzi urwu ʋacadzipindurei? Kuti Jehova wakaʋamba Zioni, ʋanotambudzika ʋaʋanhu ʋake ʋacaʋandira’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, imhinduroi ichapiwa kunhume dzorudzi urwo? “Jehovha akasimbisa Zioni, uye mariri vanhu vake vanotambudzika vachawana pokuvanda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chii chatichapindura nhume dzavaFirisitia? Tichati Tenzi akavaka guta reZioni, mariri vanhu varo vachawana pokuhwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nhume dzorudzi urwu vachadzipindurei? Kuti, “Jehovha akavamba Zioni, vanotambudzika navanhu vake vachavandiramo.”
Shona 2009?
Zvino nhume dzorudzi urwu vachadzipindurei? Kuti, "Jehovha akavamba Ziyoni, vanotambudzika navanhu vake vachavandiramo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nhume dzorudzi urwu vachadzipindurei? Kuti, “Jehovha akavamba Zioni, vanotambudzika navanhu vake vachavandiramo.”