Isaiah 14:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wavuna muɗonɀo wowakaipa, netȿimbo yoʋushe yaʋaɓati;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akavhuna tsvimbo yavakaipa netsvimbo yamadzimambo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi atyoranisa shamhu yomuipi, iyo tsvimbo yamadzishe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha avhuna mudonzvo wowakaipa, netsvimbo youshe yavabati.
Shona 2009?
Jehovha avhuna mudonzvo wowakaipa, netsvimbo youshe yavabati.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha avhuna mudonzvo wowakaipa, netsvimbo youshe yavabati.